Online Bible

- Reklamy -

Joshua 22:24 - Shona BIBLE

24 azive kana tisina kuita chinhu ichi nokuchenjera uye nokufunga, tichiti, ‘Zvimwe panguva inouya vana venyu vachataura navana vedu,’ vachiti, ‘Imi mune mhaka yeiko naJehovha Mwari waIsiraeri?’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 aziʋe kana tisina‐kuita cinhu ici nokucenjera ʋuye nokufuŋga, ticiti: Ɀimŋe paŋguʋa inoʋuya ʋana ʋenyu ʋacataura naʋana ʋeɗu, ʋaciti: Imi munemhaka yeiko naJehova Mŋari waIsraeri?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 azive kana tisina kuita chinhu ichi nokuchenjera uye nokufunga, tichiti, ‘Zvimwe panguva inouya vana venyu vachataura navana vedu,’ vachiti, ‘Imi mune mhaka yeiko naJehovha Mwari waIsiraeri?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Aiwa. Takangozviita tichityira kuti, mune ramangwana vana venyu vanozokonora vana vedu vachiti, ‘Muneiwo zvenyu naTenzi, Mwari wavaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Aiwa. Takangozviita tichityira kuti, mune ramangwana vana venyu vanozokonora vana vedu vachiti, ‘Muneiwo zvenyu naTenzi, Mwari wavaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 22:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy