Joshua 22:2 - Shona BIBLE2 akati kwavari, “Makaita zvose zvamakarairwa naMosesi muranda waJehovha, nokuteererawo izwi rangu pazvose zvandakakurairai; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akati kwaʋari: Makaita ɀose ɀamakarairwa naMosesi muranda waJehova, nokuterera ʋo inzwi raŋgu paɀose ɀandakakurairai; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 akati kwavari, “Makaita zvose zvamakarairwa naMosesi muranda waJehovha, nokutererawo izwi rangu pazvose zvandakakurairai; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 akavati, “Makachengeta zvose zvamakaudzwa naMosesi muranda waTenzi, mukanditeerera pane zvose zvandakakuudzai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 akavati, “Makachengeta zvose zvamakaudzwa naMosesi muranda waTenzi, mukanditeerera pane zvose zvandakakuudzai. Viz kapitola |