Joshua 22:15 - Shona BIBLE15 Ivo vakasvika kuvana vaRubheni, nokuvana vaGadhi, nokuhafu yorudzi rwaManase, kunyika yeGiriadhi, vakataura navo, vakati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Iʋo ʋakaȿika kuʋana ʋaRubeni, nokuʋana ʋaGadi, nokuhafu yorudzi rwaManase, kunyika yeGireadi, ʋakataura naʋo, ʋakati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Ivo vakasvika kuvana vaRubheni, nokuvana vaGadhi, nokuhafu yorudzi rwaManase, kunyika yeGireadhi, vakataura navo, vakati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakasvika kune vokwaRubheni nevokwaGadhi nevechimwe chikamu chiya chevokwaManase kunyika yeGireadhi, vakati kwavari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakasvika kune vokwaRubheni nevokwaGadhi nevechimwe chikamu chiya chevokwaManase kunyika yeGireadhi, vakati kwavari, Viz kapitola |