Joshua 22:12 - Shona BIBLE12 Zvino vana VaIsiraeri vakati vachinzwa izvozvo, ungano yose yavana VaIsiraeri vakaungana paShiro, kuti vaende kundorwa navo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakati ʋacinzwa iɀoɀo, ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri ʋakaʋuŋgana paShiro, kuti ʋaende kundorwa naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino vana vaIsiraeri vakati vachinzwa izvozvo, ungano yose yavana vaIsiraeri vakaungana paShiro, kuti vaende kundorwa navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 VaIsiraeri pavakazvinzwa, gungano rose ravaIsiraeri rakakokorodzana kuShiro kundovarwisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 VaIsiraeri pavakazvinzwa, gungano rose ravaIsiraeri rakakokorodzana kuShiro kundovarwisa. Viz kapitola |