Joshua 22:10 - Shona BIBLE10 Zvino vakati vasvika panyika yapaJodhani, munyika yeKenani, vana vaRubheni navana vaGadhi nehafu yorudzi rwaManase vakavaka atari paJodhani, atari huru kana ichionekwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino ʋakati ʋaȿika panyika yapaJoridani, munyika yeKanani, ʋana ʋaRubeni naʋana ʋaGadi nehafu yorudzi rwaManase ʋakaʋaka artari paJoridani, artari huru kana iciʋonekwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino vakati vasvika panyika yapaJorodhani, munyika yeKenani, vana vaRubheni navana vaGadhi nehafu yorudzi rwaManase vakavaka atari paJorodhani, atari huru kana ichionekwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Pavakasvika kunharaunda yokuna Jorodhani munyika yeKanani, vokwaRubheni novokwaManase vakavaka atari huru kwazvo munyasi maJorodhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Pavakasvika kunharaunda yokuna Jorodhani munyika yeKanani, vokwaRubheni novokwaManase vakavaka atari huru kwazvo munyasi maJorodhani. Viz kapitola |