Joshua 21:44 - Shona BIBLE44 Jehovha akavazorodza kumativi ose, pose paakanga apikira madzibaba avo; hakuna munhu kuvavengi vavo vose wakamira pamberi pavo; asi Jehovha akaisa vavengi vavo vose pamaoko avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Jehova akaʋazorodza kumatiʋi ose, pose paakaŋga apikira madziɓaɓa aʋo; hakunomunhu kuʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋose wakamira pamberi paʋo; asi Jehova wakaisa ʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋose pamaʋoko aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Jehovha akavazorodza kumativi ose, pose paakanga apikira madzibaba avo; hakuna munhu kuvavengi vavo vose wakamira pamberi pavo; asi Jehovha wakaisa vavengi vavo vose pamaoko avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Tenzi akavapa runyararo kumative ose sokutsidza kwaakaita kumadzibaba avo. Hakuna kana nomumwe wavavengi vavo akagona kumirisana navo nokuti Tenzi akaisa vavengi vavo vose mumaoko avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Tenzi akavapa runyararo kumative ose sokutsidza kwaakaita kumadzibaba avo. Hakuna kana nomumwe wavavengi vavo akagona kumirisana navo nokuti Tenzi akaisa vavengi vavo vose mumaoko avo. Viz kapitola |