Joshua 21:4 - Shona BIBLE4 Mhuri dzavaKohati dzikagoverwa nemijenya; vana vomupristi Aroni vaiva vavaRevhi vakagoverwa nemijenya maguta ane gumi namatatu pakati porudzi rwaJudha, norwaSimioni, norwaBhenjamini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mhuri dzaʋaKohati dzikagoʋerwa nemijenya; ʋana ʋomuprista Aroni ʋaiʋa ʋaʋaRevi ʋakagoʋerwa nemijenya maguta anegumi namatatu pakati porudzi rwaJuda, norwaSimeoni, norwaBenjamini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Mhuri dzavaKohati dzikagoverwa nemijenya; vana vomupristi Aroni vaiva vavaRevhi vakagoverwa nemijenya maguta ane gumi namatatu pakati porudzi rwaJudha, norwaSimeoni, norwaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mugove wakagoverwa vokwaKohati mhuri nemhuri ndiwo wakatanga kubuda pachin'ange. Saka vaRevhi vemba yomupristi Aroni vakapiwa maguta gumi namatatu omudzinza rokwaJudha nerokwaSimeoni nerokwaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mugove wakagoverwa vokwaKohati mhuri nemhuri ndiwo wakatanga kubuda pachin'ange. Saka vaRevhi vemba yomupristi Aroni vakapiwa maguta gumi namatatu omudzinza rokwaJudha nerokwaSimeoni nerokwaBhenjamini. Viz kapitola |