Joshua 21:2 - Shona BIBLE2 vakataura navo paShiro panyika yeKenani, vakati, “Jehovha wakaraira nomuromo waMosesi, kuti tipiwe maguta matingagara, namafuro awo emombe dzedu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋakataura naʋo paShiro panyika yeKanani, ʋakati: Jehova wakaraira nomuromo waMosesi, kuti tipiwe maguta matiŋgagara, namafuro awo eŋombe dzeɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 vakataura navo paShiro panyika yeKenani, vakati, “Jehovha wakaraira nomuromo waMosesi, kuti tipiwe maguta matingagara, namafuro awo emombe dzedu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakataura navo vari kuShiro munyika yeKanani vachiti, “Tenzi akaudza Mosesi kuti isu tinofanira kupiwa maguta okugara ana mafuro emombe dzedu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vakataura navo vari kuShiro munyika yeKanani vachiti, “Tenzi akaudza Mosesi kuti isu tinofanira kupiwa maguta okugara ana mafuro emombe dzedu.” Viz kapitola |