Joshua 21:17 - Shona BIBLE17 Napakati porudzi rwaBhenjamini Gibheoni namafuro aro, neGebha namafuro aro, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Napakati porudzi rwaBenjamini Gibeoni namafuro aro, neGeba namafuro aro, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Napakati porudzi rwaBhenjamini Gibheoni namafuro aro, neGebha namafuro aro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Maguta avakapiwa omudzinza rokwaBhenjamini ndeaya kunoti guta reGibheoni namafuro aro neGebha namafuro aro; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Maguta avakapiwa omudzinza rokwaBhenjamini ndeaya kunoti guta reGibheoni namafuro aro neGebha namafuro aro; Viz kapitola |