Joshua 21:12 - Shona BIBLE12 Asi minda yeguta, nemisha yaro, vakazvipa Karebhu mwanakomana waJefune, zvive zvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi minda yeguta, nemisha yaro, ʋakaɀipa Karebi mŋanakomana waJefune, ɀiʋe ɀake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Asi minda yeguta, nemisha yaro, vakazvipa Karebhu mwanakomana waJefune, zvive zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi minda yaro nemisha yaro zvakanga zvapiwa kare kuna Karebhu mwanakomana waJefune kuti zvive zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi minda yaro nemisha yaro zvakanga zvapiwa kare kuna Karebhu mwanakomana waJefune kuti zvive zvake. Viz kapitola |