Joshua 2:9 - Shona BIBLE9 akati kuvarume, “Ndinoziva kuti Jehovha akakupai nyika, tinokutyai kwazvo, vanhu vose vagere munyika vavhunduka pamberi penyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 akati kuʋarume: Ndinoziʋa kuti Jehova wakakupai nyika, tinokutyai kwaɀo, ʋanhu ʋose ʋagere munyika ʋavunduka pamberi penyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 akati kuvarume, “Ndinoziva kuti Jehovha wakakupai nyika, tinokutyai kwazvo, vanhu vose vagere munyika vavhunduka pamberi penyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 akati kuvarume ivavo, “Chandinoziva ndechokuti, Tenzi akakupai nyika ino uye tiri kukutyai chaizvo, vanhu vose vomunyika ino vari kukutyai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 akati kuvarume ivavo, “Chandinoziva ndechokuti, Tenzi akakupai nyika ino uye tiri kukutyai chaizvo, vanhu vose vomunyika ino vari kukutyai. Viz kapitola |