Joshua 2:4 - Shona BIBLE4 Mukadzi akatora varume avo vaviri, akavavanza, akati, “Hongu, varume vakasvika havo kwandiri, asi ndakanga ndisingazivi kuti vaibvepi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mukadzi akatora ʋarume aʋo ʋaʋiri, akaʋaʋanza, akati: Hoŋo, ʋarume ʋakaȿika haʋo kwandiri, asi ndakaŋga ndisiŋgaziʋi kuti ʋaibve’pi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Mukadzi akatora varume avo vaviri, akavavanza, akati, “Hongu, varume vakasvika havo kwandiri, asi ndakanga ndisingazivi kuti vaibvepi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi mukadzi uyu akatora varume ava akavahwandisa akati, “Ichokwadi, varume ivavo vauya kwandiri, asi handina kuziva kwavanobva nako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi mukadzi uyu akatora varume ava akavahwandisa akati, “Ichokwadi, varume ivavo vauya kwandiri, asi handina kuziva kwavanobva nako. Viz kapitola |