Online Bible

- Reklamy -




Joshua 2:2 - Shona BIBLE

2 Zvino mambo weJeriko akaudzwa, zvichinzi, “Tarirai, varume vevana VaIsiraeri vakapinda muno usiku huno kuzoshora nyika.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino mambo weJeriko akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarirai, ʋarume ʋaʋana ʋaIsraeri ʋakapinda muno ʋusiku bguno kuzoshora nyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino mambo weJeriko akaudzwa, zvichinzi, “Tarirai, varume vavana vaIsiraeri vakapinda muno usiku huno kuzoshora nyika.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Mambo weJeriko akataurirwa kuti, “Kune vamwe varume vechiIsiraeri vauya muno kuzosora nyika ino.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Mambo weJeriko akataurirwa kuti, “Kune vamwe varume vechiIsiraeri vauya muno kuzosora nyika ino.”

Viz kapitola kopírovat




Joshua 2:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy