Joshua 19:8 - Shona BIBLE8 nemisha yose yakapoteredza maguta iwayo kusvikira paBhaarati–bheeri, raiva Rama rezasi. Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaSimioni nemhuri dzavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 nemisha yose yakapoteredza maguta iwayo kuȿikira paBaarati‐beeri, raiʋa Rama rezasi. Ndiyo yakaŋga iri nhaka yorudzi rwaʋana ʋaSimeoni nemhuri dzaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 nemisha yose yakapoteredza maguta iwayo kusvikira paBhaarati‐bheeri, raiva Rama rezasi. Ndiyo yakanga iri nhaka yorudzi rwavana vaSimeoni nemhuri dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nemisha yomunharaunda memaguta iwayo kusvikira kuBhaaratibheeri neguta reRama, rokuNegevhu. Iyoyo ndiyo nyika yenhaka yedzedzinza rokwaSimeoni mhuri nemhuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nemisha yomunharaunda memaguta iwayo kusvikira kuBhaaratibheeri neguta reRama, rokuNegevhu. Iyoyo ndiyo nyika yenhaka yedzedzinza rokwaSimeoni mhuri nemhuri. Viz kapitola |