Joshua 19:51 - Shona BIBLE51 Ndidzo nhaka dzakagoverwa nemijenya paShiro pamberi paJehovha, pamukova wetende rokusangana, nomupristi Eriazari, naJoshua mwanakomana waNuni, navakuru vedzimba dzamadzibaba amarudzi avana VaIsiraeri, kuti dzive nhaka dzavo. Naizvozvo vakapedza kugovera nyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Ndidzo nhaka dzakagoʋerwa nemijenya paShiro pamberi paJehova, pamukoʋa wetente rokusoŋgana, nomuprista Ereazari, naJoshua mŋanakomana waNuni, naʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa amarudzi aʋana ʋaIsraeri, kuti dziʋe nhaka dzaʋo. Naiɀoɀo ʋakapedza kugoʋera nyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Ndidzo nhaka dzakagoverwa nemijenya paShiro pamberi paJehovha, pamukova wetende rokusangana, nomupristi Ereazari, naJoshua mwanakomana waNuni, navakuru vedzimba dzamadzibaba amarudzi avana vaIsiraeri, kuti dzive nhaka dzavo. Naizvozvo vakapedza kugovera nyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Idzi ndidzo nhaka dzakagoverwa nomupristi Ereazari naJoshuwa mwanakomana waNuni navakuru vakuru vamadzinza avaIsiraeri. Vakaigoveranisira kuShiro, nechin'ange pana Tenzi kumusuo wetendhe rokusanganira vakabva vapedza zvavo kugoveranisa nyika iyoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Idzi ndidzo nhaka dzakagoverwa nomupristi Ereazari naJoshuwa mwanakomana waNuni navakuru vakuru vamadzinza avaIsiraeri. Vakaigoveranisira kuShiro, nechin'ange pana Tenzi kumusuo wetendhe rokusanganira vakabva vapedza zvavo kugoveranisa nyika iyoyo. Viz kapitola |