Joshua 19:32 - Shona BIBLE32 Mugove wechitanhatu wakapiwa vana vaNafutari, ivo vana vaNafutari nemhuri dzavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Mugoʋe wecitanhatu wakapiwa ʋana ʋaNaftari, iʋo ʋana ʋaNaftari nemhuri dzaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Mugove wechitanhatu wakapiwa vana vaNafutari, ivo vana vaNafutari nemhuri dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mugove wakagoverwa vedzinza rokwaNafutari mhuri nemhuri ndiwo wakava wechitanhatu kubuda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Mugove wakagoverwa vedzinza rokwaNafutari mhuri nemhuri ndiwo wakava wechitanhatu kubuda. Viz kapitola |