Joshua 19:13 - Shona BIBLE13 kubva ipapo wakapfuura kumabvazuva uchienda Gati–heferi, kusvikira paEti–kazini, ndokuguma paRimoni, rinosvika paNea; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 kubva ipapo wakapfuʋura kumabvazuʋa ucienda Gati‐heferi, kuȿikira paEti‐kazini, ndokuguma paRimoni, rinoȿika paNea; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 kubva ipapo wakapfuura kumabvazuva uchienda Gatiheferi, kusvikira paEti‐kazini, ndokuguma paRimoni, rinosvika paNea; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Waizobva ipapo woti tande wakananga kumabvazuva kusvikira kuGatiheferi nokuEtikazini wonanga kuRimoni uchipota nokuNea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Waizobva ipapo woti tande wakananga kumabvazuva kusvikira kuGatiheferi nokuEtikazini wonanga kuRimoni uchipota nokuNea. Viz kapitola |