Joshua 19:12 - Shona BIBLE12 kubva paSaridhi wakadzokera kumabvazuva, kunobuda zuva, kusvikira kumuganhu weKisiroti–tabhori, ndokubudira kuDhabherati, ndokukwira Jafia; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 kubva paSaridi wakadzokera kumabvazuʋa, kunoɓuɗa zuʋa, kuȿikira kumuganho weKisroti‐tabori, ndokuɓuɗira kuDaberati, ndokukwira Jafia; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 kubva paSaridhi wakadzokera kumabvazuva, kunobuda zuva, kusvikira kumuganhu weKisiroti‐tabhori, ndokubudira kuDhabherati, ndokukwira Jafia; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Waibvirawo kuSaridhi wonanga nechokumabvazuva kusvikira kumuganhu neKisirotitabhori wopfuura wosvika kuDhabherati hoyo wokwidza kuJafia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Waibvirawo kuSaridhi wonanga nechokumabvazuva kusvikira kumuganhu neKisirotitabhori wopfuura wosvika kuDhabherati hoyo wokwidza kuJafia. Viz kapitola |