Joshua 19:11 - Shona BIBLE11 Muganhu wavo wakakwira kumavirazuva, kusvikira paMarara, ndokusvikira paDhabhesheti, ndokusvikira kurukova rwaiva pamberi peJokineamu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Muganho waʋo wakakwira kumaʋirazuʋa, kuȿikira paMarara, ndokuȿikira paDabesheti, ndokuȿikira kurukoʋa rwaiʋa pamberi peJokneami; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Muganhu wavo wakakwira kumavirazuva, kusvikira paMarara, ndokusvikira paDhabhesheti, ndokusvikira kurukova rwaiva pamberi peJokineamu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Waizobva wonanga nokumadokero kusvikira kuMareari uchindobatana neDhabhesheti wondosvika kukakova kari kumabvazuva kweJokuneamu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Waizobva wonanga nokumadokero kusvikira kuMareari uchindobatana neDhabhesheti wondosvika kukakova kari kumabvazuva kweJokuneamu. Viz kapitola |