Joshua 19:1 - Shona BIBLE1 Mugove wechipiri wakapiwa Simioni, irwo rudzi rwavana vaSimioni nemhuri dzavo; nhaka yavo yakanga iri pakati penhaka yavana vaJudha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Mugoʋe wecipiri wakapiwa Simeoni, irwo rudzi rwaʋana ʋaSimeoni nemhuri dzaʋo; nhaka yaʋo yakaŋga iri pakati penhaka yaʋana ʋaJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Mugove wechipiri wakapiwa Simeoni, irwo rudzi rwavana vaSimeoni nemhuri dzavo; nhaka yavo yakanga iri pakati penhaka yavana vaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaSimeoni mhuri nemhuri ndiwo wakatevera kubuda pachin'ange. Vakagoverwa nyika yenhaka yavo mukati menyika yedzinza rokwaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mugove wakapiwa vedzinza rokwaSimeoni mhuri nemhuri ndiwo wakatevera kubuda pachin'ange. Vakagoverwa nyika yenhaka yavo mukati menyika yedzinza rokwaJudha. Viz kapitola |