Joshua 18:28 - Shona BIBLE28 neZera, neErefi, neJebhusi (ndiro Jerusaremu), neGibhiati, neKiriati; maguta ane gumi namana nemisha yawo; ndiyo yakanga iri nhaka yavana vaBhenjamini nemhuri dzavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 neZera, neErefi, neJebusi (ndiro Jerusarema), neGibeati, neKiriati; maguta anegumi namanna nemisha yawo; ndiyo yakaŋga iri nhaka yaʋana ʋaBenjamini nemhuri dzaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 neZera, neErefi, neJebhusi (ndiro Jerusaremu), neGibheati, neKiriati; maguta ane gumi namana nemisha yawo; ndiyo yakanga iri nhaka yavana vaBhenjamini nemhuri dzavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kwozoti guta reZera neHaerefu neJebhusi rakazonzi Jerusaremu, ndokuzouya guta reGibhea neKiriatijearimu. Ose pamwechete aiva gumi ramaguta rina maguta mana. Iyoyi ndiyo nhaka yemhuri dzedzinza rokwaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Kwozoti guta reZera neHaerefu neJebhusi rakazonzi Jerusaremu, ndokuzouya guta reGibhea neKiriatijearimu. Ose pamwechete aiva gumi ramaguta rina maguta mana. Iyoyi ndiyo nhaka yemhuri dzedzinza rokwaBhenjamini. Viz kapitola |