Joshua 18:18 - Shona BIBLE18 zvino ndokupfuurira kurutivi rwakatarisana neArabha, kumusoro, ndokuburukira kuArabha; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ɀino ndokupfuʋurira kurutiʋi rwakatarisana neAraba, kumsoro, ndokuɓurukira kuAraba; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 zvino ndokupfuurira kurutivi rwakatarisana neArabha, kumusoro, ndokuburukira kuArabha; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Muganhu iwoyu unopfuura wakananga kumateru okuchamhembe kweBhetiarabha, kusvikira kunyika yeArabha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Muganhu iwoyu unopfuura wakananga kumateru okuchamhembe kweBhetiarabha, kusvikira kunyika yeArabha. Viz kapitola |