Joshua 10:42 - Shona BIBLE42 Madzimambo iwayo ose nenyika dzawo akakundwa naJoshua nenguva imwe, nokuti Jehovha Mwari waIsiraeri wakarwira Isiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Madzimambo iwayo ose nenyika dzawo akakundwa naJoshua neŋguʋa imŋe, nokuti Jehova Mŋari waIsraeri wakarwira Israeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Madzimambo iwayo ose nenyika dzawo akakundwa naJoshua nenguva imwe, nokuti Jehovha Mwari waIsiraeri wakarwira Isiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Joshuwa akakurira madzimambo ose iwaya, nyika dzawo dzikava mumaoko ake nenguva imwecheteyo nokuti Tenzi Mwari wavaIsiraeri, aivarwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Joshuwa akakurira madzimambo ose iwaya, nyika dzawo dzikava mumaoko ake nenguva imwecheteyo nokuti Tenzi Mwari wavaIsiraeri, aivarwira. Viz kapitola |