Joshua 10:28 - Shona BIBLE28 Joshua akakunda Makedha nomusi iwoyo, akariparadza neminondo inopinza, namambo waro; akavaparadza chose navanhu vose vakanga varimo; haana kusiya kunyangwe nomumwe; akaitira mambo weMakedha sezvaakaitira mambo weJeriko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Joshua akakunda Makeda nomusi iwoyo, akariparadza neminondo inopinza, namambo waro; akaʋaparadza cose naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari’mo; haana‐kusiya kunyaŋge nomumŋe; akaitira mambo weMakeda seɀaakaitira mambo weJeriko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Joshua akakunda Makedha nomusi iwoyo, akariparadza neminondo inopinza, namambo waro; akavaparadza chose navanhu vose vakanga varimo; haana kusiya kunyange nomumwe; akaitira mambo weMakedha sezvaakaitira mambo weJeriko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pamusi iwoyo Joshuwa akatora guta reMakedha rikava mumaoko ake. Akariparadza nebakatwa, iro namambo waro. Akanyatsoparadza vanhu vose zvavo vakanga varimo. Hapana kana munhu mumwechete waakasiyamo. Akaita kuna mambo weMakedha zvaakaita kuna mambo weJeriko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pamusi iwoyo Joshuwa akatora guta reMakedha rikava mumaoko ake. Akariparadza nebakatwa, iro namambo waro. Akanyatsoparadza vanhu vose zvavo vakanga varimo. Hapana kana munhu mumwechete waakasiyamo. Akaita kuna mambo weMakedha zvaakaita kuna mambo weJeriko. Viz kapitola |