Joshua 10:26 - Shona BIBLE26 Pashure Joshua akavabaya, akavauraya, ndokuvasungirira pamiti kusvikira madekwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Pashure Joshua akaʋaɓaya, akaʋaʋuraya, ndokuʋasuŋgirira pamiti mishanu; ʋakaramba ʋakasuŋgirirwa pamiti kuȿikira maɗekwana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Pashure Joshua akavabaya, akavauraya, ndokuvasungirira pamiti kusvikira madekwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Joshuwa akabva avaponda vakafa akavasungirira mumiti mishanu. Vakaswera vakaremberapo kusvikira manheru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Joshuwa akabva avaponda vakafa akavasungirira mumiti mishanu. Vakaswera vakaremberapo kusvikira manheru. Viz kapitola |