Joshua 10:24 - Shona BIBLE24 Zvino vakati vabudisa madzimambo iwayo vakauya navo kuna Joshua, Joshua akadana varume vose VaIsiraeri, akati kuvakuru nehondo vakanga vanaye, “Swederai, muise tsoka dzenyu pamitsipa yavo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino ʋakati ʋaɓuɗisa madzimambo iwayo ʋakaʋuya naʋo kunaJoshua, Joshua akaɗana ʋarume ʋose ʋaIsraeri, akati kuʋakuru nehondo ʋakaŋga ʋanaye: Sweɗerai, muise tsoka dzenyu pamitsipa yamadzimambo awa. Iʋo ʋakasweɗera, ʋakaisa tsoka dzaʋo pamitsipa yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino vakati vabudisa madzimambo iwayo vakauya navo kuna Joshua, Joshua akadana varume vose vaIsiraeri, akati kuvakuru nehondo vakanga vanaye, “Swederai, muise tsoka dzenyu pamitsipa yavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pavakaburitsa madzimambo aya vakauya navo kuna Joshuwa. Joshuwa akadaidza vaIsiraeri vose akati kuvakuru vakuru vose vehondo vaakanga aenda navo, “Uyai pano mutsike netsoka dzenyu mutsipa yamadzimambo iwaya.” Vakauya vakatsika mitsipa yamadzimambo aya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Pavakaburitsa madzimambo aya vakauya navo kuna Joshuwa. Joshuwa akadaidza vaIsiraeri vose akati kuvakuru vakuru vose vehondo vaakanga aenda navo, “Uyai pano mutsike netsoka dzenyu mutsipa yamadzimambo iwaya.” Vakauya vakatsika mitsipa yamadzimambo aya. Viz kapitola |