Joshua 10:21 - Shona BIBLE21 vanhu vose vakadzokera kumisasa kuna Joshua paMakedha norugare; hakuna munhu wakasimudzira mumwe wavana VaIsiraeri rurimi rwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 ʋanhu ʋose ʋakadzokera kumisasa kunaJoshua paMakeda norugare; hakunomunhu wakasimudzira mumŋe waʋana ʋaIsraeri rurimi rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 vanhu vose vakadzokera kumisasa kuna Joshua paMakedha norugare; hakuna munhu wakasimudzira mumwe wavana vaIsiraeri rurimi rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 vanhu vose vakadzokera zvakanakanaka kuna Joshuwa kumatendhe avo kuMakedha. Hakuna kuwanika munhu ane chaakati bufu kuvaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 vanhu vose vakadzokera zvakanakanaka kuna Joshuwa kumatendhe avo kuMakedha. Hakuna kuwanika munhu ane chaakati bufu kuvaIsiraeri. Viz kapitola |