Joshua 10:20 - Shona BIBLE20 Zvino Joshua navana VaIsiraeri vakati vapedza kuvauraya nokuuraya kukuru, kusvikira vaparadzwa, navakanga vasara kwavari vapinda mumaguta akavakirwa masvingo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino Joshua naʋana ʋaIsraeri ʋakati ʋapedza kuʋaʋuraya nokuʋuraya kukuru, kuȿikira ʋaparadzwa, naʋakaŋga ʋasara kwaʋari ʋapinda mumaguta akaʋakirwa maȿiŋgo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino Joshua navana vaIsiraeri vakati vapedza kuvauraya nokuuraya kukuru, kusvikira vaparadzwa, navakanga vasara kwavari vapinda mumaguta akavakirwa masvingo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kuzoti Joshuwa navaIsiraeri vapedza kuvauraya vachivaita murakatira kusvikira vanhu ava vaparadzwa, uye kusvikira chitsama chakasara chandopinda mumaguta akanga aine tsvingo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Kuzoti Joshuwa navaIsiraeri vapedza kuvauraya vachivaita murakatira kusvikira vanhu ava vaparadzwa, uye kusvikira chitsama chakasara chandopinda mumaguta akanga aine tsvingo, Viz kapitola |