Joshua 10:2 - Shona BIBLE2 vakatya kwazvo, nokuti Gibheoni rakanga riri guta guru, rakanga rakaita somumwe wemizinda yamambo; uye nokuti rakanga riri guru kupfuura Ai, navarume varo vose vakanga vane simba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋakatya kwaɀo, nokuti Gibeoni rakaŋga riri guta guru, rakaŋga rakaita somumŋe wemizinda yamambo; ʋuye nokuti rakaŋga riri guru kupfuʋura Ai, naʋarume ʋaro ʋose ʋakaŋga ʋanesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 vakatya kwazvo, nokuti Gibheoni rakanga riri guta guru, rakanga rakaita somumwe wemizinda yamambo; uye nokuti rakanga riri guru kupfuura Ai, navarume varo vose vakanga vane simba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvakamutyisa zvikuru nokuti guta reGibheoni raiva guta guru kwazvo, rakatoita seguta guru ramambo, rakakura zvokupfuura guta reAi. Varume vose vomo vakanga vari mvumba chaidzo dzokurwa hondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvakamutyisa zvikuru nokuti guta reGibheoni raiva guta guru kwazvo, rakatoita seguta guru ramambo, rakakura zvokupfuura guta reAi. Varume vose vomo vakanga vari mvumba chaidzo dzokurwa hondo. Viz kapitola |