Joshua 10:17 - Shona BIBLE17 Joshua akaudzwa, zvichinzi, “Madzimambo iwayo mashanu akawanikwa, akavanda mubako paMakedha.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Joshua akaʋudzwa, ɀicinzi: Madzimambo iwayo mashanu akawanikwa, akaʋanda muɓako paMakeda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Joshua akaudzwa, zvichinzi, “Madzimambo iwayo mashanu akawanikwa, akavanda mubako paMakedha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Joshuwa akaudzwa kuti, “Madzimambo mashanu aya awanikwa akahwanda mubako rokuMakedha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Joshuwa akaudzwa kuti, “Madzimambo mashanu aya awanikwa akahwanda mubako rokuMakedha.” Viz kapitola |