Joshua 10:14 - Shona BIBLE14 Hakuna kumbova nezuva rakadaro kubva pakutanga kana shure kwaro, kuti Jehovha akateerera izwi romunhu; nokuti Jehovha akarwira VaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Hakuna‐kumboʋa nezuʋa rakaɗaro kubva pakutaŋga kana shure kwaro, kuti Jehova wakaterera inzwi romunhu; nokuti Jehova wakarwira Israeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Hakuna kumbova nezuva rakadaro kubva pakutanga kana shure kwaro, kuti Jehovha wakateerera izwi romunhu; nokuti Jehovha wakarwira vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Hakuna kumbova nezuva rakadai kubvira pasi chigare kana shure kwaizvozvo rokuti Tenzi akateerera munhu, nokuti Tenzi akarwira vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Hakuna kumbova nezuva rakadai kubvira pasi chigare kana shure kwaizvozvo rokuti Tenzi akateerera munhu, nokuti Tenzi akarwira vaIsiraeri. Viz kapitola |