Joshua 1:12 - Shona BIBLE12 Joshua akataura navaRubheni navaGadhi, nokuhafu yorudzi rwaManase, akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Joshua akataura naʋaRubeni naʋaGadi, nokuhafu yorudzi rwaManase, akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Joshua akataura navaRubheni navaGadhi, nokuhafu yorudzi rwaManase, akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Joshuwa akataurira vedzinza rokwaRubheni neraGadhi nechikamu chepakati napakati chevedzinza rokwaManase achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Joshuwa akataurira vedzinza rokwaRubheni neraGadhi nechikamu chepakati napakati chevedzinza rokwaManase achiti, Viz kapitola |