Joshua 1:1 - Shona BIBLE1 Zvino Mosesi, muranda waJehovha, wakati afa, Jehovha akataura naJoshua, mwanakomana waNuni, muranda waMosesi, akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Mosesi, muranda waJehova, wakati afa, Jehova akataura naJoshua, mŋanakomana waNuni, muranda waMosesi, akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Mosesi, muranda waJehovha, wakati afa, Jehovha akataura naJoshua, mwanakomana waNuni, muranda waMosesi, akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti Mosesi muranda waTenzi afa, iye Tenzi akataurira Joshuwa mwanakomana waNuni mubatsiri waMosesi achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kuzoti Mosesi muranda waTenzi afa, iye Tenzi akataurira Joshuwa mwanakomana waNuni mubatsiri waMosesi achiti, Viz kapitola |