Jona 4:8 - Shona BIBLE8 Zvino zuva rakati richibuda, Mwari akaraira mhepo inopisa inobva mabvazuva; zuva rikabaya musoro waJona, akaziya, akakumbira kuti afe hake, akati, “Zviri nani kwandiri kuti ndife pakuti ndirarame.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino zuʋa rakati riciɓuɗa, Mŋari akaraira mhepo inopisa inobva mabvazuʋa; zuʋa rikaɓaya musoro waJona, akaziya, akakumbira kuti afe hake, akati: Ɀirinani kwandiri kuti ndife pakuti ndirarame. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino zuva rakati richibuda, Mwari akaraira mhepo inopisa inobva mabvazuva; zuva rikabaya musoro waJona, akaziya, akakumbira kuti afe hake, akati, “Zviri nani kwandiri kuti ndife pakuti ndirarame.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zuva parakabuda, Mwari akatuma mhepo inopisa inobva kumabvazuva, zuvawo rikatumhisa musoro waJona zvokuti akafizuka, akakumbira kuti afe zvake achiti, “Zviri nani kuti ndife zvangu pano kuti ndirarame.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zuva parakabuda, Mwari akatuma mhepo inopisa inobva kumabvazuva, zuvawo rikatumhisa musoro waJona zvokuti akafizuka, akakumbira kuti afe zvake achiti, “Zviri nani kuti ndife zvangu pano kuti ndirarame.” Viz kapitola |