Jona 4:3 - Shona BIBLE3 Saka Jehovha, zvino chinditorerai henyu upenyu hwangu; nokuti zviri nani kwandiri kuti ndife pakuti ndirarame.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Saka Jehova, ɀino cinditorerai henyu ʋupenyu bgaŋgu; nokuti ɀirinani kwandiri kuti ndife pakuti ndirarame. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Saka Jehovha, zvino chinditorerai henyu upenyu hwangu; nokuti zviri nani kwandiri kuti ndife pakuti ndirarame.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saka naizvozvo ndapota TENZI ndiurayei zvenyu nokuti zviri nani kuti ndife zvangu pano kuti ndirarame.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Saka naizvozvo ndapota TENZI ndiurayei zvenyu nokuti zviri nani kuti ndife zvangu pano kuti ndirarame.” Viz kapitola |