Online Bible

- Reklamy -

Jona 4:2 - Shona BIBLE

2 Akanyengetera Jehovha, akati, “Aiwa, Jehovha, handizvo zvandakataura, ndichiri munyika yangu here? Saka ndakachimbidzika kutizira Tashishi; nokuti ndakanga ndichiziva kuti muri Mwari ane nyasha, ane ngoni, asingachimbidziki kutsamwa, azere nounyoro, muchizvidemba pamakafunga kuuyisa zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Akanyeŋgetera Jehova, akati: Haiwa, Jehova, ha ndiɀo ɀandakataura, ndiciri munyika yaŋgu here? Saka ndakacimbidzika kutizira Tarshishi; nokuti ndakaŋga ndiciziʋa kuti muri Mŋari unenyasha, uneŋgoni, usiŋgacimbidziki kutsamŋa, uzere noʋunyoro, muciɀiɗemba pamakafuŋga kuʋuyisa ɀakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Akanyengetera Jehovha, akati, “Aiwa, Jehovha, handizvo zvandakataura, ndichiri munyika yangu here? Saka ndakachimbidzika kutizira Tashishi; nokuti ndakanga ndichiziva kuti muri Mwari ane nyasha, ane ngoni, asingachimbidziki kutsamwa, azere nounyoro, muchizvidemba pamakafunga kuuyisa zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 akabva anamata kuna TENZI achiti: “Nhai imi TENZI, ko izvi hazvisirizvo here zvandakamboreva ndichiri kunyika yokwangu? Ndokusaka ndakakurumidza kutizira kuTashishi nokuti ndaizviziva kuti imi muri Mwari wengoni ane tsitsi uye asingakurumidzi kushatirwa azere nomwoyochena anozvidzora kune zvakaipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Jona 4:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy