Online Bible

- Reklamy -

Jona 3:9 - Shona BIBLE

9 “Ndianiko angaziva, zvimwe Mwari ungadzoka akazvidemba, akadzoka pakutsamwa kwake kukuru, tikarega kuparadzwa?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ndianiko uŋgaziʋa, ɀimŋe Mŋari uŋgadzoka akaɀiɗemba, akadzoka pakutsamŋa kwake kukuru, tikarega kuparadzwa?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Ndianiko angaziva, zvimwe Mwari ungadzoka akazvidemba, akadzoka pakutsamwa kwake kukuru, tikarega kuparadzwa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ndianiko angazive, zvimwe Mwari angadzore mwoyo akarega kutivirukira nehasha dzake dzinotyisa kuti tirege kutsakatika.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ndianiko angazive, zvimwe Mwari angadzore mwoyo akarega kutivirukira nehasha dzake dzinotyisa kuti tirege kutsakatika.”

Viz kapitola kopírovat

Jona 3:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy