Online Bible

- Reklamy -




Jona 3:5 - Shona BIBLE

5 Vanhu veNinivha vakatenda Mwari, vakatara nguva yokuzvinyima zvokudya, vakafuka masaga, kubva kuvakuru pakati pavo kusvikira kuvaduku pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ʋanhu ʋeNineve ʋakatenda Mŋari, ʋakatara ŋguʋa yokuɀinyima ɀokudya, ʋakafuka masaga, kubva kuʋakuru pakati paʋo kuȿikira kuʋaɗuku pakati paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Vanhu veNinivhe vakatenda Mwari, vakatara nguva yokuzvinyima zvokudya, vakafuka masaga, kubva kuvakuru pakati pavo kusvikira kuvaduku pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vanhu veNinivhe vakatenda muna Mwari, kukadaidzirwa shoko rokuti vanhu ngavatsanye vapfeke masaga kubvira kuvakuruvakuru kusvikira kuvadikidiki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Vanhu veNinivhe vakatenda muna Mwari, kukadaidzirwa shoko rokuti vanhu ngavatsanye vapfeke masaga kubvira kuvakuruvakuru kusvikira kuvadikidiki.

Viz kapitola kopírovat




Jona 3:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy