Online Bible

- Reklamy -

Jona 3:10 - Shona BIBLE

10 Mwari akaona zvavakaita, kuti vakatendeuka panzira yavo yakaipa, Mwari akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakati ndichavaitira; akasazviita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Mŋari akaʋona ɀaʋakaita, kuti ʋakatendeʋuka panzira yaʋo yakaipa, Mŋari akaɀiɗemba pamsoro peɀakaipa ɀaakati ndicaʋaitira; akasaɀiita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Mwari akaona zvavakaita, kuti vakatendeuka panzira yavo yakaipa, Mwari akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakati ndichavaitira; akasazviita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mwari paakaona zvavakanga vaita izvi zvokukanda pasi kwavakaita maitiro avo akaipa, akazvidzora akarega kuvaonesa nhamo yaakanga ati achauyisa kwavari. Saka haana kuzozviita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Mwari paakaona zvavakanga vaita izvi zvokukanda pasi kwavakaita maitiro avo akaipa, akazvidzora akarega kuvaonesa nhamo yaakanga ati achauyisa kwavari. Saka haana kuzozviita.

Viz kapitola kopírovat

Jona 3:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy