Jona 2:8 - Shona BIBLE8 Vanorangarira zvisina maturo zvenhema Vanorasha nyasha yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋanoraŋgarira ɀisinamaturo ɀenhema Ʋanorasha nyasha yaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vanorangarira zvisina maturo zvenhema Vanorasha nyasha yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Vanhu vanoremekedza zvifananidzo zvisina maturo vanokanda pasi kutendeseka kwavo kwapachokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Vanhu vanoremekedza zvifananidzo zvisina maturo vanokanda pasi kutendeseka kwavo kwapachokwadi. Viz kapitola |