Jona 2:7 - Shona BIBLE7 Mweya wangu wakati uchiziya mukati mangu, ndikarangarira Jehovha; Munyengetero wangu ukapinda kwamuri muTemberi yenyu tsvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Mŋeya waŋgu wakati uciziya mukati maŋgu, ndikaraŋgarira Jehova; Munyeŋgetero waŋgu ukapinda kwamuri mutembere yenyu tȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Mweya wangu wakati uchiziya mukati mangu, ndikarangarira Jehovha; Munyengetero wangu ukapinda kwamuri muTemberi yenyu tsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mweya wangu pawakapera simba mukati mangu, ndakarangarira TENZI; munamato wangu wakasvika kwamuri muTemberi yenyu inoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mweya wangu pawakapera simba mukati mangu, ndakarangarira TENZI; munamato wangu wakasvika kwamuri muTemberi yenyu inoera. Viz kapitola |