Jona 2:6 - Shona BIBLE6 Ndakaburukira kumavambiso amakomo; Nyika nezvipfigiso zvayo zvakandipfigiramo nokusingaperi; kunyangwe zvakadaro makabudisa upenyu hwangu pagomba, imi, Jehovha Mwari wangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndakaɓurukira kumaʋambiso amakomo; Nyika neɀipfigiso ɀayo ɀakandipfigira’mo nokusiŋgaperi; Kunyaŋge ɀakaɗaro makaɓuɗisa ʋupenyu bgaŋgu pagomba, imi, Jehova Mŋari waŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ndakaburukira kumavambiso amakomo; Nyika nezvipfigiso zvayo zvakandipfigiramo nokusingaperi; kunyange zvakadaro makabudisa upenyu hwangu pagomba, imi, Jehovha Mwari wangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pamidzi yemakomo ndakanga ndichidzika kunyika ine zvihuri zvaindipfigiramo narini narini asi imi TENZI, Mwari wangu makandiponesa upenyu mukandiburitsa mugomba iroro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pamidzi yemakomo ndakanga ndichidzika kunyika ine zvihuri zvaindipfigiramo narini narini asi imi TENZI, Mwari wangu makandiponesa upenyu mukandiburitsa mugomba iroro. Viz kapitola |