Jona 2:3 - Shona BIBLE3 Nokuti makandikandira makadzika, mukati momwoyo wegungwa, Mvura zhinji yakanga yandikomberedza; Mafungu enyu namapoporodzi enyu akapfuura napamusoro pangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti makandikandira makadzika, mukati momŋoyo weguŋgwa, Mvura zhinji yakaŋga yandikomberedza; Mafuŋgu enyu namapoporodzi enyu akapfuʋura napamsoro paŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti makandikandira makadzika, mukati momwoyo wegungwa, Mvura zhinji yakanga yandikomberedza; Mafungu enyu namapoporodzi enyu akapfuura napamusoro pangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 nokuti makandikanda muhwenje, muhwenje hwegungwa zvahwo pakati-kati chaipo pamakungwa ndakanga ndakakomberedzwa namafashafasha emvura mafungu namasaisai enyu aipfuura zvawo napamusoro pangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 nokuti makandikanda muhwenje, muhwenje hwegungwa zvahwo pakati-kati chaipo pamakungwa ndakanga ndakakomberedzwa namafashafasha emvura mafungu namasaisai enyu aipfuura zvawo napamusoro pangu. Viz kapitola |