Online Bible

- Reklamy -

Jona 1:8 - Shona BIBLE

8 Zvino vakati kwaari, “Chitiudza hako, kuti njodzi iyi yatiwira nokuda kwaani; basa rako ndereiko? Wabvepiko? Nyika yako ndeipi? Uri worudzi rupi?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino ʋakati kwaari: Citiʋudza hako, kuti njodzi iyi yatiwira nokuɗa kwaani; ɓasa rako ndereiko? wabvepiko? nyika yako ndeipi? uri worudzi rupi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino vakati kwaari, “Chitiudza hako, kuti njodzi iyi yatiwira nokuda kwaani; basa rako ndereiko? Wabvepiko? Nyika yako ndeipi? Uri worudzi rupi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndokubva vamuti, “Iwe tiudze kuti ndiani akonzera kuti tipinde nhamo iyi. Basa rako nderei? Unobvepi? Uri wenyika ipi? Uri worudzi rwupi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ndokubva vamuti, “Iwe tiudze kuti ndiani akonzera kuti tipinde nhamo iyi. Basa rako nderei? Unobvepi? Uri wenyika ipi? Uri worudzi rwupi?”

Viz kapitola kopírovat

Jona 1:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy