Jona 1:11 - Shona BIBLE11 Zvino vakati kwaari, “Tichakuiteiko, kuti gungwa ritinyararire?” Nokuti gungwa rakaramba richinyanya kupenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋakati kwaari: Ticakuiteiko, kuti guŋgwa ritinyararire? Nokuti guŋgwa rakaramba ricinyanya kupeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vakati kwaari, “Tichakuiteiko, kuti gungwa ritinyararire?” Nokuti gungwa rakaramba richinyanya kupenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ivo ndokuti kwaari, “Zvino toitei kwauri kuti gungwa ritidzikamire?” Nokuti gungwa rakanga zvino rotonyanya kuramba richinyanduka zvikuru nedutu remhepo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ivo ndokuti kwaari, “Zvino toitei kwauri kuti gungwa ritidzikamire?” Nokuti gungwa rakanga zvino rotonyanya kuramba richinyanduka zvikuru nedutu remhepo. Viz kapitola |