Online Bible

- Reklamy -

Jona 1:10 - Shona BIBLE

10 Ipapo varume vakatya kwazvo–kwazvo, vakati kwaari, “Chiiko ichi chawaita?” Nokuti varume vakanga vachiziva kuti anotiza pamberi paJehovha, nokuti akavaudza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ipapo ʋarume ʋakatya kwaɀo‐kwaɀo, ʋakati kwaari: Cinyiko ici cawaita? Nokuti ʋarume ʋakaŋga ʋaciziʋa kuti unotiza pamberi paJehova, nokuti wakaʋaʋudza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Ipapo varume vakatya kwazvo-kwazvo, vakati kwaari, “Chinyiko ichi chawaita?” Nokuti varume vakanga vachiziva kuti anotiza pamberi paJehovha, nokuti akavaudza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Varume ivavo vakatya zvikuru kwazvo vakati kwaari, “Ndochii ichochi chawaita,” nokuti varume ivavo vakanga vazviziva kuti akanga achitiza pana TENZI nokuti ndizvo zvaakanga avataurira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Varume ivavo vakatya zvikuru kwazvo vakati kwaari, “Ndochii ichochi chawaita,” nokuti varume ivavo vakanga vazviziva kuti akanga achitiza pana TENZI nokuti ndizvo zvaakanga avataurira.

Viz kapitola kopírovat

Jona 1:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy