Johane 8:7 - Shona BIBLE7 Zvino ivo vakati vachiramba vachimubvunza, akakotoroka, akati kwavari, “Asina chivi pakati penyu, ngaatange kukanda bwe kwaari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino iʋo ʋakati ʋaciramba ʋacimubvunza, akakotoroka, akati kwaʋari: Usineciʋi pakati penyu, ŋgaataŋge kukande‐bge kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino ivo vakati vachiramba vachimubvunza, akakotoroka, akati kwavari, “Asina chivi pakati penyu, ngaatange kukanda bwe kwaari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pavakaramba vachingomubvunza akati twasu kumira ndokuti kwavari, “Uyo asina chitadzo pakati penyu ngaatange kumukanda dombo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pavakaramba vachingomubvunza akati twasu kumira ndokuti kwavari, “Uyo asina chitadzo pakati penyu ngaatange kumukanda dombo.” Viz kapitola |