Johane 8:6 - Shona BIBLE6 Vakareva izvozvo, vachimuedza, kuti vawane chavangamupomera mhosva nacho. Asi Jesu akakotama, akanyora pasi nomunwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakareʋa iɀoɀo, ʋacimuidza, kuti ʋawane caʋaŋgamupomera mhoȿa naco. Asi Jesu wakakotama, akanyora pasi nomunwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Vakareva izvozvo, vachimuedza, kuti vawane chavangamupomera mhosva nacho. Asi Jesu akakotama, akanyora pasi nomunwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Izvi vakataura vachida kuti vamunzwe kuitira kuti vawane mhosva yokumupa. Jesu akakotama akanyora pasi nomunwe wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Izvi vakataura vachida kuti vamunzwe kuitira kuti vawane mhosva yokumupa. Jesu akakotama akanyora pasi nomunwe wake. Viz kapitola |