Johane 8:23 - Shona BIBLE23 Akati kwavari, “Imi muri vapasi, ini ndiri wokumusoro; imi muri venyika ino, ini handisi wenyika ino. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akati kwaʋari: Imi muri ʋapasi, ini ndiri wokumsoro; imi muri ʋenyika ino, ini handizi wenyika ino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Akati kwavari, “Imi muri vapasi, ini ndiri wokumusoro; imi muri venyika ino, ini handisi wenyika ino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akati kwavari, “Imi munobva pasi, ini ndinobva kumusoro, imi muri vapasi pano, ini handisi wapasi pano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akati kwavari, “Imi munobva pasi, ini ndinobva kumusoro, imi muri vapasi pano, ini handisi wapasi pano. Viz kapitola |