Johane 8:22 - Shona BIBLE22 Zvino vaJudha vakati, “Achazviuraya kanhi, zvaanoti, pandinoenda, imi hamungauyipo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋaJuda ʋakati: Ucaɀiʋuraya kanhi, ɀaanoti: Pandinoenda, imi hamuŋgaʋuyi’po? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino vaJudha vakati, “Achazviuraya kanhi, zvaanoti, pandinoenda, imi hamungauyipo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 VaJudha ndokuti, “Achazviuraya here zvaari kuti kwandinoenda hamukwanisi kuuyako?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 VaJudha ndokuti, “Achazviuraya here zvaari kuti kwandinoenda hamukwanisi kuuyako?” Viz kapitola |